|
John Chibadura - Mukadzi Wamakandiroorera lyrics
Amai ndinokumbira ruregereoro Pamukadzi wamakandiroorera Takarambana, takatadza kuwirirana Amai ndinokumbira ruregerero Pamwana uya wamakandiroorera Takarambana, takatadza kuwirirana Parudo rwedu chairwo taiwirirana Kana mumba medu chaimo taiwirirana Kana hama dzangu aidzibata zvakanaka Hapana kana chimwechete chandaimushora inini x2 Takazopesana pandakamubata nechikomba Asi mukadzi uye ndaimuda amai x2 Ndikati zvirinani kurora mukadzi anoroya Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese Amai ndaramba in Ndikati zviri nani kuroora mukadzi anomuka Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese Amai ndaramba ini Ndakakudzai wani amai Inga ndakakudzai wani amai Kuti dai mandirega ndatsvagawo wangu wandinoda x4 |
|
Last added lyrics |
---|
It Won't Be Soon Before Long by Maroon 5 |
The Dangermen Sessions, Vol. 1 by Madness |
Payback by Brownside |
Kina by Kina |
Lovers' Requiem by I Am Ghost |