|
Oliver "Tuku" Mtukudzi - Hazvireve lyrics
Hazvireve rudo handina Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Maka yavepo takatukana, kupopotana Amai ndokuoneka (Popota, kutukana, nekuoneka) Mosva yavepo takatukana, hokupopotana Amai ndokuramwa (Popota, kutukana, nekuoneka) Gukupere nepore ndakatozonzwa nerunye rekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Muku famba kwenguva ndakatozonzwa nerunye rekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Takasanga panharara (nharara) Ndika bvunza Mai mwana aripii ko? Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Takasanga panharara (nharara) Ndika bvunza Mai mwana anani ko? Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Tichaonana tichaonana Kana Mwari vada (zvarongeka) Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Tichaonana tichaonana Kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada) Hazvireve rudo handina newe mwanangu (Rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handinai Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) |
|
Last added lyrics |
---|
Fornika by Die Fantastischen Vier |
For the Love of My Man by Celi Bee |
Payback by Brownside |
Tomorrow and Yesterday by Samson |
Pigeon John Is Dating Your Sister by Pigeon John |